
Was ist in meinem Gesicht? Lerne die Namen der Teile deines Gesichts in Shona. Großdruckbuch mit einfachen Sätzen zum leichten Vorlesen für Babys oder für neue Leser der Shona-Sprache.
Chii Chiri Kumeso Kwangu Dzidzira mazwi ezvinhu zviri kumeso kwako. Bhuku rino rakanyorwa nemavara mahombe kuti rireruke kuverengera vana vacheche.
Rakareruka kuverengera vana vaya vari kudzidzira kuverenga. Rine mazwi enhengo dzemuviri uyezve mazwi akabatanidzwa kuti tidzidzire kushandisa mazwi acho.